Online Bible

- Advertisements -

Johane 1:29 - Shona BIBLE

29 Ava mangwana akaona Jesu achiuya kwaari, akati, “Tarirai, Hwayana yaMwari, inobvisa zvivi zvenyika.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 Aʋa maŋgwana wakaʋona Jesu aciʋuya kwaari, akati: Tarirai, Gwaiana raMŋari, rinobvisa ɀiʋi ɀenyika.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

29 Ava mangwana akaona Jesu achiuya kwaari, akati, “Tarirai, Hwayana yaMwari, inobvisa zvivi zvenyika.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Ramangwana acho, Johani akaona Jesu achiuya kwaari akati, “Tarisai muone hwayana yaMwari inobvisa chitadzo chapasi.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 Ramangwana acho, Johani akaona Jesu achiuya kwaari akati, “Tarisai muone hwayana yaMwari inobvisa chitadzo chapasi.

See the chapter Copy

Johane 1:29

Follow us:

Advertisements

Advertisements