Johane 1:21 - Shona BIBLE21 Vakamubvunza, vachiti, “Asi kudiniko? Ndiwe Eriya here?” Akati, “Handisi iye.” “Ko uri uya muporofita here?” Akapindura, akati, “Kwete.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ʋakamubvunza, ʋaciti: Asi kuɗiniko? Ndiwe Eria here? Akati: Handizi iye. Ko uri uya muprofita here? Akapindura, akati: Kwete. See the chapterShona Bible 1949 revised 200221 Vakamubvunza, vachiti, “Asi kudiniko? Ndiwe Eria here?” Akati, “Handisi iye.” “Ko uri uya muporofita here?” Akapindura, akati, “Kwete.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Vakamubvunza vachiti, “Ko zvino, ndiwe Eriya here?” “Handisini iye. Ndiwe muporofita uya airehwa here?” Iye akati, “Handisini.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona21 Vakamubvunza vachiti, “Ko zvino, ndiwe Eriya here?” “Handisini iye. Ndiwe muporofita uya airehwa here?” Iye akati, “Handisini.” See the chapter |