Joere 3:21 - Shona BIBLE21 Ndichapembedza ropa ravo randisina kumbopembedza; nokuti Jehovha anogara paZioni.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ndicapembedza ropa raʋo randisina‐kumbopembedza; nokuti Jehova unogara paZioni. See the chapterShona Bible 1949 revised 200221 Ndichapembedza ropa ravo randisina kumbopembedza; nokuti Jehovha anogara paZioni.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Ndichatsividza ropa ravo uye handisi kuzombopembedza munhu ane mhosva, nokuti TENZI anogara muguta reZioni. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona21 Ndichatsividza ropa ravo uye handisi kuzombopembedza munhu ane mhosva, nokuti TENZI anogara muguta reZioni. See the chapter |