Joere 2:3 - Shona BIBLE3 Moto unoparadza pamberi pavo, murazvo unopfuta shure kwavo; nyika yakaita somunda weEdheni pamberi pavo, uye serenje rakaparadzwa shure kwavo; zvirokwazvo, hakuna wakapukunyuka kwavari. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Mŋoto unoparadza pamberi paʋo, muraɀo unopfuta shure kwaʋo; nyika yakaita somunda weEdeni pamberi paʋo, ʋuye serenje rakaparadzwa shure kwaʋo; ɀirokwaɀo, hakuna‐wakapukunyuka kwaʋari. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Moto unoparadza pamberi pavo, murazvo unopfuta shure kwavo; nyika yakaita somunda weEdheni pamberi pavo, uye serenje rakaparadzwa shure kwavo; zvirokwazvo, hakuna wakapukunyuka kwavari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Dzemberi kwacho ungati moto unororomesa. Dzeshure moto zvawo unoririma. Mberi kwadzo uku, nyika yacho ungati ibindu reEdheni; asi shure kwadzo, kwava renje zvaro raparara. Hapana chinodzipunyuka. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Dzemberi kwacho ungati moto unororomesa. Dzeshure moto zvawo unoririma. Mberi kwadzo uku, nyika yacho ungati ibindu reEdheni; asi shure kwadzo, kwava renje zvaro raparara. Hapana chinodzipunyuka. See the chapter |