Joere 2:20 - Shona BIBLE20 asi ndichabvisa kure nemi hondo inobva kurutivi rwokumusoro, ndichiidzingira kunyika yakaoma yakaparadzwa, rutivi rwayo pamberi rwakatarira kugungwa rokumabvazuva, norutivi rwayo rweshure kugungwa rokumavirazuva; kunhuwa kwayo kuchakwira, norwema rwayo rwakaipa ruchakwira, nokuti yakaita zvinhu zvikuru. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 asi ndicabvisa kure nemi hondo inobva kurutiʋi rwokumsoro, ndiciidziŋgira kunyika yakawoma yakaparadzwa, rutiʋi rwayo rwapamberi rwakatarira kuguŋgwa rokumabvazuʋa, norutiʋi rwayo rweshure kuguŋgwa rokumaʋirazuʋa; kunhuwa kwayo kucakwira, norwema rwayo rwakaipa rucakwira, nokuti yakaita ɀinhu ɀikuru. See the chapterShona Bible 1949 revised 200220 asi ndichabvisa kure nemi hondo inobva kurutivi rwokumusoro, ndichiidzingira kunyika yakaoma yakaparadzwa, rutivi rwayo pamberi rwakatarira kugungwa rokumabvazuva, norutivi rwayo rweshure kugungwa rokumavirazuva; kunhuwa kwayo kuchakwira, norwema rwayo rwakaipa ruchakwira, nokuti yakaita zvinhu zvikuru. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Ndichaendesa wokuchamhembe kure nemi ndigomudzingira murenje zvaro renyika, nhungamiri dzake dzavarwi ndidziti rororo mugungwa rokumabvazuva, varwi vake vokutsigira shure ndichivati ririri mugungwa rokumadokero. Gutukutu rokunhuwa kwake richasumuka, nokuti yaakapara ihuru. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona20 Ndichaendesa wokuchamhembe kure nemi ndigomudzingira murenje zvaro renyika, nhungamiri dzake dzavarwi ndidziti rororo mugungwa rokumabvazuva, varwi vake vokutsigira shure ndichivati ririri mugungwa rokumadokero. Gutukutu rokunhuwa kwake richasumuka, nokuti yaakapara ihuru. See the chapter |