Jakobo 3:9 - Shona BIBLE9 Narwo tinorumbidza Ishe Baba; narwo tinotuka vanhu, vakaitwa nomufananidzo waMwari; See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Narwo tinorumbidza Ishe Ƃaɓa; narwo tinotuka ʋanhu, ʋakaitwa nomufananidzo waMŋari; See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Narwo tinorumbidza Ishe Baba; narwo tinotuka vanhu, vakaitwa nomufananidzo waMwari; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Tinorumbidza narwo Tenzi naBaba uye narwo tinorengerera vanhu rushambwa, vanhu vakasikwa vakafanana naMwari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Tinorumbidza narwo Tenzi naBaba uye narwo tinorengerera vanhu rushambwa, vanhu vakasikwa vakafanana naMwari. See the chapter |