Online Bible

- Advertisements -

Jakobo 2:3 - Shona BIBLE

3 mukatarira uyo akapfeka nguo dzakanaka, mukati, “Gara pano pakanaka;” mukati kumurombo, “Mira papo, kana, gara pasi, pechitsiko chetsoka dzangu;”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 mukatarira uyo wakapfeka ŋguʋo dzakanaka, mukati: Gara pano pakanaka; mukati kumurombo: Mira papo, kana: Gara pasi pecitsiko cetsoka dzaŋgu;

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

3 mukatarira uyo akapfeka nguo dzakanaka, mukati, “Gara pano pakanaka;” mukati kumurombo, “Mira papo, kana, gara pasi, pechitsiko chetsoka dzangu;”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 imi motarira uya akapfeka hanzu dzakanakisisa moti kwaari, “Uya ugare napapa,” asi muchiti kumurombo, “Mira uko” kana kuti, “Uya ugare pasi pedyo nechitambarariko chetsoka dzangu.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 imi motarira uya akapfeka hanzu dzakanakisisa moti kwaari, “Uya ugare napapa,” asi muchiti kumurombo, “Mira uko” kana kuti, “Uya ugare pasi pedyo nechitambarariko chetsoka dzangu.”

See the chapter Copy

Jakobo 2:3

Follow us:

Advertisements

Advertisements