Jakobo 2:23 - Shona BIBLE23 rugwaro rukaitika, runoti, “Abhurahamu akatenda Mwari, kukanzi kwaari ndiko kururama; akanzi hama yaMwari.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 rugwaro rukaitika, runoti: Abrahama wakatenda Mŋari, kukanzi kwaari ndiko kururama; akanzi hama yaMŋari. See the chapterShona Bible 1949 revised 200223 rugwaro rukaitika, runoti, “Abhurahamu akatenda Mwari, kukanzi kwaari ndiko kururama; akanzi hama yaMwari.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Magwaro Matsvene akabva azadziswa anoti, “Abhurahamu vakatenda muna Mwari zvikaita kuti anzi akarurama akanzi shamwari yaMwari.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona23 Magwaro Matsvene akabva azadziswa anoti, “Abhurahamu vakatenda muna Mwari zvikaita kuti anzi akarurama akanzi shamwari yaMwari.” See the chapter |