Jakobo 2:17 - Shona BIBLE17 Saizvozvowo, nokutenda kana kusina mabasa, kwakafa hako. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Saiɀoɀo, ʋo, nokutenda kana kusinamaɓasa, kwakafa hako. See the chapterShona Bible 1949 revised 200217 Saizvozvowo, nokutenda kana kusina mabasa, kwakafa hako. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Nokudaro chitendero pachacho chisina mabasa chakafa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona17 Nokudaro chitendero pachacho chisina mabasa chakafa. See the chapter |