Isaya 4:5 - Shona BIBLE5 Zvino Jehovha achasvika pamusoro peimba imwe neimwe pagomo reZioni, napamusoro peungano dzaro, gore noutsi masikati, nokupenya kwomoto unopfuta usiku; nokuti pachava nechitaviridzo pamusoro pokubwinya kwose. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ɀino Jehova ucasika pamsoro peimba imŋe neimŋe pagomo reZioni, napamsoro peʋuŋgano dzaro, gore noʋutsi masikati, nokupenya kwomŋoto unopfuta ʋusiku; nokuti pacaʋa necitaʋiridzo pamsoro pokubginya kwose. See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 Zvino Jehovha achasvika pamusoro peimba imwe neimwe pagomo reZioni, napamusoro peungano dzaro, gore noutsi masikati, nokupenya kwomoto unopfuta usiku; nokuti pachava nechitaviridzo pamusoro pokubwinya kwose. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Tenzi achazviratidza pamusoro peGomo rose reZioni napamusoro pemagungano aro, ari mugore, masikati, usiku, ari muutsi nomurimi romoto rinon'aima kupenya kwokuvapo kwaMwari kugoti gude gude pose ipapo sekatenga uye sedumba. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 Tenzi achazviratidza pamusoro peGomo rose reZioni napamusoro pemagungano aro, ari mugore, masikati, usiku, ari muutsi nomurimi romoto rinon'aima kupenya kwokuvapo kwaMwari kugoti gude gude pose ipapo sekatenga uye sedumba. See the chapter |