Online Bible

- Advertisements -

Isaya 2:6 - Shona BIBLE

6 Nokuti imi Jehovha makasiya vanhu venyu veimba yaJakobho, nokuti vazere netsika dzinobva mabvazuva, vanouka savaFirisitia, vanobatana maoko navana vavatorwa.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Nokuti imi Jehova makasiya ʋanhu ʋenyu ʋeimba yaJakobo, nokuti ʋazere netsika dzinobva mabvazuʋa, ʋanoʋuka saʋaFiristia, ʋanoɓatana maʋoko naʋana ʋaʋatorwa.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Nokuti imi Jehovha makasiya vanhu venyu veimba yaJakobho, nokuti vazere netsika dzinobva mabvazuva, vanouka savaFirisitia, vanobatana maoko navana vavatorwa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Chiripo ndechokuti imi makaramba vanhu venyu, imba yaJakobho pamusana pokuti mavari muzere vashoperi vokumabvazuva nevanofembera namaminimini sevaFirisitia uye vanotorovana zvavo maoko nevechirudzi.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Chiripo ndechokuti imi makaramba vanhu venyu, imba yaJakobho pamusana pokuti mavari muzere vashoperi vokumabvazuva nevanofembera namaminimini sevaFirisitia uye vanotorovana zvavo maoko nevechirudzi.

See the chapter Copy

Isaya 2:6

Follow us:

Advertisements

Advertisements