Online Bible

- Advertisements -




Genesi 8:11 - Shona BIBLE

11 njiva ikapinda kwaari madekwana; onei mumuromo mayo makanga muine rushizha rwomuorivhi rwakatanhwa; naizvozvo Nowa wakaziva kuti mvura yakanga yaserera panyika.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 njiʋa ikapinda kwaari maɗekwana; ʋonei mumuromo mayo makaŋga munorushizha rwomuorivi rwakatanhwa; naiɀoɀo Noa wakaziʋa kuti mvura yakaŋga yaserera panyika.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

11 njiva ikapinda kwaari madekwana; onei mumuromo mayo makanga muine rushizha rwomuorivhi rwakatanhwa; naizvozvo Noa wakaziva kuti mvura yakanga yaserera panyika.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Ava manheru njiva yacho yakadzokera kwaari yakaruma pamuromo wayo shizha nyoro romuorivhi richangobva mukutanhwa. Saka Nowa akaziva kuti mvura yapwa panyika.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Ava manheru njiva yacho yakadzokera kwaari yakaruma pamuromo wayo shizha nyoro romuorivhi richangobva mukutanhwa. Saka Nowa akaziva kuti mvura yapwa panyika.

See the chapter Copy




Genesi 8:11

Follow us:

Advertisements


Advertisements