Online Bible

- Advertisements -




Genesi 7:4 - Shona BIBLE

4 Nokuti kwasara mazuva manomwe, ipapo ndichanaisa mvura panyika mazuva ana makumi mana nousiku huna makumi mana; zvipenyu zvose zvandakaita ndichazviparadza panyika.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Nokuti kwasara mazuʋa manomŋe, ipapo ndicanisa mvura panyika mazuʋa anamakumi manna noʋusiku ʋunamakumi manna; ɀipenyu ɀose ɀandakaita ndicaɀiparadza panyika;

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Nokuti kwasara mazuva manomwe, ipapo ndichanaisa mvura panyika mazuva ana makumi mana nousiku hunamakumi mana; zvipenyu zvose zvandakaita ndichazviparadza panyika.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Shure kwamazuva manomwe ini ndichanayisa mvura panyika siku nesikati, kwamazuva makumi mana. Ndichatsakatisa zvinhu zvose zvipenyu panyika.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Shure kwamazuva manomwe ini ndichanayisa mvura panyika siku nesikati, kwamazuva makumi mana. Ndichatsakatisa zvinhu zvose zvipenyu panyika.”

See the chapter Copy




Genesi 7:4

Follow us:

Advertisements


Advertisements