Genesi 7:24 - Shona BIBLE24 Mvura ikaramba yakakwirira panyika mazuva ane zana namakumi mashanu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Mvura ikaramba yakakwirira panyika mazuʋa anezana namakumi mashanu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200224 Mvura ikaramba yakakwirira panyika mazuva ane zana namakumi mashanu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Mvura ndokuramba yakati fasha panyika kwamazuva zana namakumi mashanu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona24 Mvura ndokuramba yakati fasha panyika kwamazuva zana namakumi mashanu. See the chapter |