Online Bible

- Advertisements -




Genesi 7:23 - Shona BIBLE

23 Zvipenyu zvose, zvakanga zviri pasi pose, zvikaparadzwa, zvaiti, vanhu, nezvipfuwo, nezvinokambaira, neshiri dzedenga; zvikaparadzwa panyika; Nowa oga akasara, nezvakanga zviri muareka naye.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Ɀipenyu ɀose, ɀakaŋga ɀiri pasi pose, ɀikaparadzwa, ɀaiti, ʋanhu, neɀipfuwo, neɀinokambaira, neshiri dzeɗeŋga; ɀikaparadzwa panyika; Noa oga akasara, neɀakaŋga ɀiri muareka naye.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

23 Zvipenyu zvose, zvakanga zviri pasi pose, zvikaparadzwa, zvaiti, vanhu, nezvipfuwo, nezvinokambaira, neshiri dzedenga; zvikaparadzwa panyika; Noa oga akasara, nezvakanga zviri muareka naye.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Zvinhu zvipenyu zvose zvakatsakatiswa pasi pose zvaiti, vanhu nemhuka nezvinokambaira nokuzvova napasi neshiri dzedenga, zvakatsakatiswa pasi pose. Asi kwakangosara Nowa chete navaaiva navo mungarava.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Zvinhu zvipenyu zvose zvakatsakatiswa pasi pose zvaiti, vanhu nemhuka nezvinokambaira nokuzvova napasi neshiri dzedenga, zvakatsakatiswa pasi pose. Asi kwakangosara Nowa chete navaaiva navo mungarava.

See the chapter Copy




Genesi 7:23

Follow us:

Advertisements


Advertisements