Genesi 7:22 - Shona BIBLE22 zvinhu zvose zvakanga zviine kufema kwomweya woupenyu mumhino dzazvo, zvose zvakanga zviri pakaoma pasi, zvikafa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 ɀinhu ɀose, ɀakaŋga ɀinokufema kwomŋeya woʋupenyu mumhino dzaɀo, ɀose ɀakaŋga ɀiri pakawoma pasi, ɀikafa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200222 zvinhu zvose zvakanga zviine kufema kwomweya woupenyu mumhino dzazvo, zvose zvakanga zviri pakaoma pasi, zvikafa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Zvinhu zvose zvipenyu zvino mweya wokufema zvisingagare mumvura zvakapera kufa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona22 Zvinhu zvose zvipenyu zvino mweya wokufema zvisingagare mumvura zvakapera kufa. See the chapter |