Genesi 7:21 - Shona BIBLE21 Zvipenyu zvose zvaifamba panyika zvikafa, zvaiti, shiri, nezvipfuwo, nemhuka, nezvinokambaira, zvose zvaikambaira panyika, navanhu vose; See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ɀipenyu ɀose ɀaifamba panyika ɀikafa, ɀaiti, shiri, neɀipfuwo, nemhuka, neɀinokambaira, ɀose ɀaikambaira panyika, naʋanhu ʋose; See the chapterShona Bible 1949 revised 200221 Zvipenyu zvose zvaifamba panyika zvikafa, zvaiti, shiri, nezvipfuwo, nemhuka, nezvinokambaira, zvose zvaikambaira panyika, navanhu vose; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Zvinhu zvose zvipenyu zvinofamba panyika zvakafa, zvaiti: shiri nezvipfuwo nemhuka nezvinokambaira navanhu vose. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona21 Zvinhu zvose zvipenyu zvinofamba panyika zvakafa, zvaiti: shiri nezvipfuwo nemhuka nezvinokambaira navanhu vose. See the chapter |