Online Bible

- Advertisements -




Genesi 7:19 - Shona BIBLE

19 Mvura ikakwirira kwazvo kwazvo panyika, makomo marefu ose pasi pedenga rose akafukidzwa.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Mvura ikakwirira kwaɀo‐kwaɀo panyika, makomo marefu ose pasi peɗeŋga rose akafukidzwa.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Mvura ikakwirira kwazvo kwazvo panyika, makomo marefu ose pasi pedenga rose akafukidzwa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Mvura yakazara ikanyudza makomo marefu ose epasi pose.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Mvura yakazara ikanyudza makomo marefu ose epasi pose.

See the chapter Copy




Genesi 7:19

Follow us:

Advertisements


Advertisements