Genesi 7:12 - Shona BIBLE12 mvura zhinji ikanaya panyika mazuva ana makumi mana nousiku huna makumi mana. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 mvura zhinji ikanaya panyika mazuʋa anamakumi manna noʋusiku ʋunamakumi manna. See the chapterShona Bible 1949 revised 200212 mvura zhinji ikanaya panyika mazuva ana makumi mana nousiku hunamakumi mana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 mvura zhinji ikanaya panyika siku nesikati, kwamazuva makumi mana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona12 mvura zhinji ikanaya panyika siku nesikati, kwamazuva makumi mana. See the chapter |