Genesi 7:1 - Shona BIBLE1 Zvino Jehovha akati kuna Nowa, “Pindai muareka, iwe nemhuri yako yose; nokuti ndakuona iwe kuti wakarurama pamberi pangu parudzi urwu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino Jehova wakati kunaNoa: Pindai muareka, iwe nemhuri yako yose; nokuti ndakuʋona iwe kuti wakarurama pamberi paŋgu parudzi urwu. See the chapterShona Bible 1949 revised 20021 Zvino Jehovha wakati kuna Noa, “Pindai muareka, iwe nemhuri yako yose; nokuti ndakuona iwe kuti wakarurama pamberi pangu parudzi urwu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Tenzi akataurira Nowa achiti, “Pinda mungarava, iwe nemhuri yako yose. Ndazviona kuti pachizvarwa ichi ndiwe wakarurama. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona1 Tenzi akataurira Nowa achiti, “Pinda mungarava, iwe nemhuri yako yose. Ndazviona kuti pachizvarwa ichi ndiwe wakarurama. See the chapter |