Online Bible

- Advertisements -

Genesi 6:7 - Shona BIBLE

7 Jehovha akati, “Ndichaparadza vanhu vandakasika ndivabvise panyika vanhu, nemhuka, nezvinokambaira, neshiri dzedenga; nokuti ndinozvidemba kuti ndakazviita.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Jehova akati: Ndicaparadza ʋanhu ʋandakasika ndiʋabvise panyika — ʋanhu, nemhuka, neɀinokambaira, neshiri dzeɗeŋga; nokuti ndinoɀiɗemba kuti ndakaɀiita.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Jehovha akati, “Ndichaparadza vanhu vandakasika ndivabvise panyika vanhu, nemhuka, nezvinokambaira, neshiri dzedenga; nokuti ndinozvidemba kuti ndakazviita.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Tenzi akati, “Ndichatsakatisa panyika vanhu vandakasika, ivo vanhu nemhuka nezvinokambaira nezvinozvova napasi, neshiri dzedenga. Ndino urombo kuti ndakasika vanhu.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Tenzi akati, “Ndichatsakatisa panyika vanhu vandakasika, ivo vanhu nemhuka nezvinokambaira nezvinozvova napasi, neshiri dzedenga. Ndino urombo kuti ndakasika vanhu.”

See the chapter Copy

Genesi 6:7

Follow us:

Advertisements

Advertisements