Genesi 6:6 - Shona BIBLE6 Jehovha akazvidemba pamusoro pokuita kwake vanhu panyika, akava neshungu pamwoyo pake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Jehova akaɀidemba pamsoro pokuita kwake ʋanhu panyika, akaʋa neshuŋgu pamŋoyo pake. See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 Jehovha akazvidemba pamusoro pokuita kwake vanhu panyika, akava neshungu pamwoyo pake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Mwari akakungura kuti dai zvake asina kusika munhu pasi pano, zvikamushungurudza mumwoyo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 Mwari akakungura kuti dai zvake asina kusika munhu pasi pano, zvikamushungurudza mumwoyo. See the chapter |