Online Bible

- Advertisements -

Genesi 6:17 - Shona BIBLE

17 Tarira, ini ndinouyisa panyika mvura zhinji, kuti iparadze zvipenyu zvose, zvinomweya woupenyu, pasi pedenga; zvose zviri panyika zvichafa.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Tarira, ini ndinoʋuyisa panyika mvura zhinji, kuti iparadze ɀipenyu ɀose, ɀinomŋeya woʋupenyu, pasi peɗeŋga; ɀose ɀiri panyika ɀicafa.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Tarira, ini ndinouyisa panyika mvura zhinji, kuti iparadze zvipenyu zvose, zvinomweya woupenyu, pasi pedenga; zvose zviri panyika zvichafa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Chinzwaka, ini ndichaunza panyika mafashamo emvura achaparadza zvinhu zvose zvino mweya unofema. Zvinhu zvose zviri panyika zvichafa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Chinzwaka, ini ndichaunza panyika mafashamo emvura achaparadza zvinhu zvose zvino mweya unofema. Zvinhu zvose zviri panyika zvichafa.

See the chapter Copy

Genesi 6:17

Follow us:

Advertisements

Advertisements