Online Bible

- Advertisements -




Genesi 6:13 - Shona BIBLE

13 Ipapo Mwari wakati kuna Nowa, “Kupera kwavanhu vose kwasvika pamberi pangu; nokuti vakazadza nyika nokumanikidzana; tarira, ndichavauraya pamwechete nenyika.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Ipapo Mŋari wakati kunaNoa: Kupera kwaʋanhu ʋose kwaȿika pamberi paŋgu; nokuti ʋakazadza nyika nokumanikidzana; tarirai, ndicaʋaʋuraya pamŋe cete nenyika.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Ipapo Mwari wakati kuna Noa, “Kupera kwavanhu vose kwasvika pamberi pangu; nokuti vakazadza nyika nokumanikidzana; tarira, ndichavauraya pamwechete nenyika.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Mwari akataurira Nowa kuti, “Ndafunga kutsakatisa vanhu vose nokuti ndivo vakaita kuti nyika izare nokupandukirana. Ndichavaparadza pamwechete nenyika.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Mwari akataurira Nowa kuti, “Ndafunga kutsakatisa vanhu vose nokuti ndivo vakaita kuti nyika izare nokupandukirana. Ndichavaparadza pamwechete nenyika.

See the chapter Copy




Genesi 6:13

Follow us:

Advertisements


Advertisements