Genesi 50:22 - Shona BIBLE22 Josefa akagara Ijipiti, iye naveimba yababa vake; Josefa akagara makore ane zana negumi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Josefa akagara Egipita, iye naʋeimba yaɓaɓa ʋake; Josefa akagara makore anezana negumi. See the chapterShona Bible 1949 revised 200222 Josefa akagara Ijipiti, iye naveimba yababa vake; Josefa akagara makore ane zana negumi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Josefi nemhuri yababa vake vakagara muIjipiti, akazofa ava nezana ramakore rina makore gumi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona22 Josefi nemhuri yababa vake vakagara muIjipiti, akazofa ava nezana ramakore rina makore gumi. See the chapter |