Online Bible

- Advertisements -

Genesi 50:15 - Shona BIBLE

15 Zvino vakoma vaJosefa vakati vachiona kuti baba vavo vafa, vakati, “Zvimwe Josefa achativenga, nokutitsiva kwazvo zvakaipa zvose zvatakamuitira.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Ɀino ʋakoma ʋaJosefa ʋakati ʋaciʋona kuti ɓaɓa ʋaʋo ʋafa, ʋakati: Ɀimŋe Josefa ucatiʋeŋga, nokutitsiʋa kwaɀo ɀakaipa ɀose ɀatakamuitira.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Zvino vakoma vaJosefa vakati vachiona kuti baba vavo vafa, vakati, “Zvimwe Josefa achativenga, nokutitsiva kwazvo zvakaipa zvose zvatakamuitira.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Vakoma vaJosefi zvavakaona kuti baba vavo vafa vakakurukurirana vachiti, “Zvimwe Josefi achiri kutivenga, zvimwe ari kuronga twaanoronga kutsiva zvakaipa zvose zvatakamuitira, hatizive.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Vakoma vaJosefi zvavakaona kuti baba vavo vafa vakakurukurirana vachiti, “Zvimwe Josefi achiri kutivenga, zvimwe ari kuronga twaanoronga kutsiva zvakaipa zvose zvatakamuitira, hatizive.”

See the chapter Copy

Genesi 50:15

Follow us:

Advertisements

Advertisements