Genesi 5:7 - Shona BIBLE7 Seti akagara makore ana mazana masere namanomwe shure kwokuberekwa kwaEnoshi, akabereka vanakomana navanasikana; See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Seti akagara makore anamazana masere namanomŋe shure kwokuɓerekwa kwaEnoshi, akaɓereka ʋanakomana naʋanasikana; See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Seti akagara makore ana mazana masere namanomwe shure kwokuberekwa kwaEnoshi, akabereka vanakomana navanasikana; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Seti akaberekawo vamwe vana, vakomana navasikana. Mushure mokubereka Enoshi, Seti akagarazve mazana masere amakore ana makore manomwe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Seti akaberekawo vamwe vana, vakomana navasikana. Mushure mokubereka Enoshi, Seti akagarazve mazana masere amakore ana makore manomwe. See the chapter |