Genesi 5:5 - Shona BIBLE5 Mazuva ose oupenyu hwaAdhamu akanga ari makore ana mazana mapfumbamwe namakumi matatu, akafa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Mazuʋa ose oʋupenyu bgaAdama akaŋga ari makore anamazana mapfumbamŋe namakumi matatu, akafa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 Mazuva ose oupenyu hwaAdhamu akanga ari makore ana mazana mapfumbamwe namakumi matatu, akafa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Saka ose pamwechete, Adhamu akagara mazana mapfumbamwe amakore ana makore makumi matatu, ndokuzofa zvake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 Saka ose pamwechete, Adhamu akagara mazana mapfumbamwe amakore ana makore makumi matatu, ndokuzofa zvake. See the chapter |