Genesi 5:32 - Shona BIBLE32 Nowa wakanga ana makore ana mazana mashanu; Nowa akabereka Shemu, naHamu, naJafeti. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Noa wakaŋga anamakore anamazana mashanu; Noa akaɓereka Shemi, naHami, naJafeti. See the chapterShona Bible 1949 revised 200232 Noa wakanga ana makore ana mazana mashanu; Noa akabereka Shemu, naHamu, naJafeti. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Nowa akagara mazana mashanu amakore ndokubereka Shemu naHamu naJafeti. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona32 Nowa akagara mazana mashanu amakore ndokubereka Shemu naHamu naJafeti. See the chapter |