Genesi 5:26 - Shona BIBLE26 shure kwokuberekwa kwaRameki, Metusera akagara makore ana mazana manomwe namakumi masere namaviri; akabereka vanakomana navanasikana. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 shure kwokuɓerekwa kwaRameki, Metusara akagara makore anamazana manomŋe namakumi masere namaʋiri; akaɓereka ʋanakomana naʋanasikana. See the chapterShona Bible 1949 revised 200226 shure kwokuberekwa kwaRameki, Metusera akagara makore ana mazana manomwe namakumi masere namaviri; akabereka vanakomana navanasikana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Metushera akaberekawo vamwe vana vakomana navasikana. Mushure mokubereka Rameki, Metushera akazogarazve mazana manomwe ana makumi masere amakore ana makore maviri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona26 Metushera akaberekawo vamwe vana vakomana navasikana. Mushure mokubereka Rameki, Metushera akazogarazve mazana manomwe ana makumi masere amakore ana makore maviri. See the chapter |