Genesi 5:24 - Shona BIBLE24 Inoki akafamba naMwari, akasazovapo, nokuti Mwari akamutora. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Enoki akafamba naMŋari, akasazoʋa’po, nokuti Mŋari wakamutora. See the chapterShona Bible 1949 revised 200224 Enoki akafamba naMwari, akasazovapo, nokuti Mwari wakamutora. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Enoki ainyatsowadzana naMwari, ndokubva anyangarika nokuti Mwari akamutora. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona24 Enoki ainyatsowadzana naMwari, ndokubva anyangarika nokuti Mwari akamutora. See the chapter |