Genesi 5:2 - Shona BIBLE2 wakavasika murume nomukadzi; akavaropafadza, akavatumidza zita rinonzi Munhu, musi wavakasikwa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 wakaʋasika murume nomukadzi; akaʋaropafadza, akaʋatumidza zita rinonzi Munhu, musi waʋakasikwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 wakavasika murume nomukadzi; akavaropafadza, akavatumidza zita rinonzi Munhu, musi wavakasikwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Akavasika vari munhurume nomunhukadzi, akavakomborera akavatumidza kuti vanhu paakavasika. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Akavasika vari munhurume nomunhukadzi, akavakomborera akavatumidza kuti vanhu paakavasika. See the chapter |