Genesi 5:19 - Shona BIBLE19 shure kwokuberekwa kwaInoki Jaredhi akagara makore ana mazana masere; akabereka vanakomana navanasikana; See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 shure kwokuɓerekwa kwaEnoki Jaredi akagara makore anamazana masere; akaɓereka ʋanakomana naʋanasikana; See the chapterShona Bible 1949 revised 200219 shure kwokuberekwa kwaEnoki Jaredhi akagara makore ana mazana masere; akabereka vanakomana navanasikana; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Jaredhi akaberekawo vamwe vana, vakomana navasikana. Mushure mokubereka Enoki, Jaredhi akazogarazve mazana masere amakore. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona19 Jaredhi akaberekawo vamwe vana, vakomana navasikana. Mushure mokubereka Enoki, Jaredhi akazogarazve mazana masere amakore. See the chapter |