Online Bible

- Advertisements -

Genesi 5:13 - Shona BIBLE

13 shure kwokuberekwa kwaMaharareri Kenani wakagara makore ana mazana masere namakumi mana; akabereka vanakomana navanasikana.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 shure kwokuɓerekwa kwaMaharareri Kenani wakagara makore anamazana masere namakumi manna; akaɓereka ʋanakomana naʋanasikana.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

13 shure kwokuberekwa kwaMaharareri Kenani wakagara makore ana mazana masere namakumi mana; akabereka vanakomana navanasikana.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Kenani akaberekawo vamwe vana, vakomana navasikana. Mushure mokubereka Mahararieri, Kenani akazogarazve mazana masere ana makumi mana amakore.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Kenani akaberekawo vamwe vana, vakomana navasikana. Mushure mokubereka Mahararieri, Kenani akazogarazve mazana masere ana makumi mana amakore.

See the chapter Copy

Genesi 5:13

Follow us:

Advertisements

Advertisements