Genesi 49:33 - Shona BIBLE33 Zvino Jakobho akati apedza kuraira vanakomana vake, akadzosera tsoka dzake pauvato, mweya wake ukabuda, akasanganiswa navanhu vake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Ɀino Jakobo wakati apedza kuraira ʋanakomana ʋake, akadzosera tsoka dzake paʋuʋato, mŋeya wake ukaɓuɗa, akasoŋganiswa naʋanhu ʋake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200233 Zvino Jakobho akati apedza kuraira vanakomana vake, akadzosera tsoka dzake pauvato, mweya wake ukabuda, akasanganiswa navanhu vake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Kuzoti Jakobho apedza kurongera vana vake akarara pamubhedha wake, ndiye sarai oendawo kwakaenda vamwe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona33 Kuzoti Jakobho apedza kurongera vana vake akarara pamubhedha wake, ndiye sarai oendawo kwakaenda vamwe. See the chapter |