Genesi 49:31 - Shona BIBLE31 ndipo pavakaviga Abhurahamu naSara, mukadzi wake; ndipo pavakaviga Isaka naRabheka, mukadzi wake; ndipo pandakaviga Rea; See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 ndi’po paʋakaʋiga Abrahama naSara, mukadzi wake; ndi’po paʋakaʋiga Isaka naRebeka, mukadzi wake; ndi’po pandakaʋiga Rea; See the chapterShona Bible 1949 revised 200231 ndipo pavakaviga Abhurahamu naSara, mukadzi wake; ndipo pavakaviga Isaka naRabheka, mukadzi wake; ndipo pandakaviga Rea; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Ipapo ndipo pakavigwa Abhurahamu nomudzimai wake Sara. Isaki nomudzimai wake Ribheka vakavigwawo ipapo. Rea ndakazomuvigwawo ipapo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona31 Ipapo ndipo pakavigwa Abhurahamu nomudzimai wake Sara. Isaki nomudzimai wake Ribheka vakavigwawo ipapo. Rea ndakazomuvigwawo ipapo. See the chapter |