Genesi 49:15 - Shona BIBLE15 Akaona zororo kuti rakanaka, Nenyika kuti inofadza, Akarerekera fudzi rake kuti atakure, akava mubatiri wechibharo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Akaʋona zororo kuti rakanaka. Nenyika kuti inofadza, Akarerekera fudzi rake kuti atakure, Akaʋa muɓatiri wecibaro. See the chapterShona Bible 1949 revised 200215 Akaona zororo kuti rakanaka, Nenyika kuti inofadza, Akarerekera fudzi rake kuti atakure, akava mubatiri wechibharo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Paachaona kuti agere panyika yakanaka nyika inomufadza kwazvo, achabvuma zvake kutakura mutoro pamapfudzi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona15 Paachaona kuti agere panyika yakanaka nyika inomufadza kwazvo, achabvuma zvake kutakura mutoro pamapfudzi. See the chapter |