Genesi 48:6 - Shona BIBLE6 Asi vana vako, vawakabereka shure kwavo, vachava vana vako, vachatumidzwa nezita ravakuru vavo panhaka yavo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Asi ʋana ʋako, ʋawakaɓereka shure kwaʋo, ʋacaʋa ʋana ʋako, ʋacatumidzwa nezita raʋakuru ʋaʋo panhaka yaʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 Asi vana vako, vawakabereka shure kwavo, vachava vana vako, vachatumidzwa nezita ravakuru vavo panhaka yavo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Asi vawakazoberekerwa mushure mavo, ndivo vachava vana vako. Nhaka yavo vanotozoiwana muzita ravakoma vavo ivavo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 Asi vawakazoberekerwa mushure mavo, ndivo vachava vana vako. Nhaka yavo vanotozoiwana muzita ravakoma vavo ivavo. See the chapter |