Genesi 48:5 - Shona BIBLE5 “Zvino vanakomana vako vaviri, vawakaberekerwa panyika yeIjipiti, ndisati ndasvika kwauri paIjipiti, ndavangu; Efuremu naManase vachava vangu savana Rubheni naSimioni. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ɀino ʋanakomana ʋako ʋaʋiri, ʋawakaɓerekerwa panyika yeEgipita, ndisati ndaȿika kwauri paEgipita, ndaʋaŋgu; Efraimi naManase ʋacaʋa ʋaŋgu saʋanaRubeni naSimeoni. See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 “Zvino vanakomana vako vaviri, vawakaberekerwa panyika yeIjipiti, ndisati ndasvika kwauri paIjipiti, ndavangu; Efuremu naManase vachava vangu savana Rubheni naSimeoni. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 “Zvino vanakomana vako vaviri vakaberekerwa muno muIjipiti ndisati ndauya kuno vava vana vangu. Vana vako ava Efuremu naManase, vava vana vangu chaivo zvakangoita Rubheni naSimeoni. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 “Zvino vanakomana vako vaviri vakaberekerwa muno muIjipiti ndisati ndauya kuno vava vana vangu. Vana vako ava Efuremu naManase, vava vana vangu chaivo zvakangoita Rubheni naSimeoni. See the chapter |