Genesi 48:2 - Shona BIBLE2 Jakobho akaudzwa, zvichinzi, “Tarirai, mwanakomana wenyu, Josefa, wauya kwamuri.” Isiraeri akazvisimbaradza, akagara pauvato. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Jakobo akaʋudzwa, ɀicinzi: Tarirai, mŋanakomana wenyu, Josefa, woʋuya kwamuri. Israeri akaɀisimbaradza, akagara paʋuʋato. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Jakobho akaudzwa, zvichinzi, “Tarirai, mwanakomana wenyu, Josefa, wauya kwamuri.” Isiraeri akazvisimbaradza, akagara pauvato. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Jakobho paakanzwa kuti mwana wake Josefi auya akazvisimbaradza akamuka akaita zvokugara pamubhedha. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Jakobho paakanzwa kuti mwana wake Josefi auya akazvisimbaradza akamuka akaita zvokugara pamubhedha. See the chapter |