Genesi 48:19 - Shona BIBLE19 Baba vake vakaramba, vakati, “Ndinoziva, mwana wangu, ndinoziva; naiyewo achava rudzi, naiye achava mukuruwo, asi munun'una wake achava mukuru kwaari, vana vake vachava ndudzi zhinji.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ƃaɓa ʋake ʋakaramba, ʋakati: Ndinoziʋa, mŋana waŋgu, ndinoziʋa; naiye ʋo ucaʋa rudzi, naiye ucaʋa mukuru ʋo; asi munuŋuna wake ucaʋa mukuru kwaari, ʋana ʋake ʋacaʋa ndudzi zhinji. See the chapterShona Bible 1949 revised 200219 Baba vake vakaramba, vakati, “Ndinoziva, mwana wangu, ndinoziva; naiyewo achava rudzi, naiye achava mukuruwo, asi mun'una wake achava mukuru kwaari, vana vake vachava ndudzi zhinji.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Asi baba vake vakaramba vakati, “Ndinoziva zvandiri kuita mwanangu. Iye achazovawo dzinza guru ravanhu. Asi munun'una wake ndiye achava mukuru kupinda iye. Vana vaEfuremu vachava ndudzi zhinji dzavanhu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona19 Asi baba vake vakaramba vakati, “Ndinoziva zvandiri kuita mwanangu. Iye achazovawo dzinza guru ravanhu. Asi munun'una wake ndiye achava mukuru kupinda iye. Vana vaEfuremu vachava ndudzi zhinji dzavanhu.” See the chapter |