Genesi 47:4 - Shona BIBLE4 Vakati kuna Farao, “Tauya kuzogara tiri vatorwa munyika ino; nokuti hakuna mafuro amakwai avaranda venyu, nokuti kune nzara kunyika yeKenani; zvino tinokumbira kuti varanda venyu vagare munyika yeGosheni.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ʋakati kunaFarao: Taʋuya kuzogara tiri ʋatorwa munyika ino; nokuti hakunamafuro amakwai aʋaranda ʋenyu, nokuti kunenzara kunyika yeKanani; ɀino tinokumbira kuti ʋaranda ʋenyu ʋagare munyika yeGosheni See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Vakati kuna Farao, “Tauya kuzogara tiri vatorwa munyika ino; nokuti hakuna mafuro amakwai avaranda venyu, nokuti kune nzara kunyika yeKenani; zvino tinokumbira kuti varanda venyu vagare munyika yeGosheni.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Vakatiwo kuna Farao, “Isu varanda venyu tauya kuzombogarawo munyika menyu muno nokuti hatichisina mafuro ezvipfuwo zvedu, kuKanani kwaita nzara huru kwazvo, zvino tinokumbirawo kuti tigare zvedu mudunhu reGosheni.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Vakatiwo kuna Farao, “Isu varanda venyu tauya kuzombogarawo munyika menyu muno nokuti hatichisina mafuro ezvipfuwo zvedu, kuKanani kwaita nzara huru kwazvo, zvino tinokumbirawo kuti tigare zvedu mudunhu reGosheni.” See the chapter |