Genesi 47:29 - Shona BIBLE29 Zvino nguva yokufa kwaIsiraeri yakanga yaswedera, iye akadana mwanakomana wake Josefa, akati kwaari, “Kana ndawana nyasha kwauri, chiisa hako ruoko rwako pasi pechidya changu, undiitire ngoni nezvokwadi; rega hako kundiviga muIjipiti; See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Ɀino ŋguʋa yokufa kwaIsraeri yakaŋga yasweɗera, iye akaɗana mŋanakomana wake Josefa, akati kwaari: Kana ndawana nyasha kwauri, ciisa hako ruʋoko rwako pasi pecidɀa caŋgu, undiitire ŋgoni neɀokwaɗi; rega hako kundiʋiga paEgipita; See the chapterShona Bible 1949 revised 200229 Zvino nguva yokufa kwaIsiraeri yakanga yaswedera, iye akadana mwanakomana wake Josefa, akati kwaari, “Kana ndawana nyasha kwauri, chiisa hako ruoko rwako pasi pechidya changu, undiitire ngoni nezvokwadi; rega hako kundiviga paIjipiti; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Nguva yaIsiraeri yokufa payakanga yava kuda kusvika, akadaidza mwana wake Josefi akati, “Ndapota kana uchindida isa ruoko rwako pasi pechidya changu utsidze kuti uchava wakatendeka kwandiri uvewo pachokwadi neni, usandivige muno muIjipiti, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona29 Nguva yaIsiraeri yokufa payakanga yava kuda kusvika, akadaidza mwana wake Josefi akati, “Ndapota kana uchindida isa ruoko rwako pasi pechidya changu utsidze kuti uchava wakatendeka kwandiri uvewo pachokwadi neni, usandivige muno muIjipiti, See the chapter |