Genesi 47:23 - Shona BIBLE23 Zvino Josefa akati kuvanhu, “Tarirai, ndakatengera Farao imi nenyika yenyu nhasi, hedzi mbeu, mudyare panyika. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ɀino Josefa akati kuʋanhu: Tarirai, ndakateŋgera Farao imi nenyika yenyu nhasi, hedzi mbeu, mudɀare panyika. See the chapterShona Bible 1949 revised 200223 Zvino Josefa akati kuvanhu, “Tarirai, ndakatengera Farao imi nenyika yenyu nhasi, hedzi mbeu, mudyare panyika. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Josefi akazotaurira vanhu achiti, “Nhasi uno ndakutengai imi neminda yenyu kuti muve varanda vamambo. Hedzino mbeu dzokudyara muminda. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona23 Josefi akazotaurira vanhu achiti, “Nhasi uno ndakutengai imi neminda yenyu kuti muve varanda vamambo. Hedzino mbeu dzokudyara muminda. See the chapter |