Online Bible

- Advertisements -

Genesi 47:22 - Shona BIBLE

22 Asi nyika yavapristi yoga haana kuitenga, nokuti vapristi vakanga vaganhurirwa mugove wavo naFarao; vaidya mugove wavo wavaipiwa naFarao. Naizvozvo havana kutengesa nyika yavo.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Asi nyika yaʋaprista yoga haana‐kuiteŋga, nokuti ʋaprista ʋakaŋga ʋaganhurirwa mugoʋe waʋo naFarao; ʋaidya mugoʋe waʋo waʋaipiwa naFarao: naiɀoɀo haʋana‐kuteŋgesa nyika yaʋo.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Asi nyika yavapristi yoga haana kuitenga, nokuti vapristi vakanga vaganhurirwa mugove wavo naFarao; vaidya mugove wavo wavaipiwa naFarao. Naizvozvo havana kutengesa nyika yavo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Asi minda yavapristi ndiyo chete yaasina kutenga nokuti Farao aivapa nguva nenguva mugove wavo wavakatemerwa. Mugove uyu wavaipiwa naFarao ndiwo wavairarama nawo. Ndosaka vapristi vasina kutengesa minda yavo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Asi minda yavapristi ndiyo chete yaasina kutenga nokuti Farao aivapa nguva nenguva mugove wavo wavakatemerwa. Mugove uyu wavaipiwa naFarao ndiwo wavairarama nawo. Ndosaka vapristi vasina kutengesa minda yavo.

See the chapter Copy

Genesi 47:22

Follow us:

Advertisements

Advertisements