Online Bible

- Advertisements -

Genesi 47:18 - Shona BIBLE

18 Gore iroro rakati rapera, vakauya kwaari negore rechipiri, vakati kwaari, “Hatingavanziri ishe wedu kuti mari yedu yose yapera, mapoka ezvipfuwo ava ashe wedu; hakuchina chakasara pamberi pashe wedu, asi miviri yedu neminda yedu;

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Gore iro rakati rapera, ʋakaʋuya kwaari negore recipiri, ʋakati kwaari: Hatiŋgaʋanziri ishe weɗu kuti mari yeɗu yose yapera, mapoka eɀipfuwo aʋa ashe weɗu; hakucina‐cakasara pamberi pashe weɗu, asi miʋiri yeɗu neminda yeɗu;

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Gore iroro rakati rapera, vakauya kwaari negore rechipiri, vakati kwaari, “Hatingavanziri ishe wedu kuti mari yedu yose yapera, mapoka ezvipfuwo ava ashe wedu; hakuchina chakasara pamberi pashe wedu, asi miviri yedu neminda yedu;

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Gore iroro parakapera, ramangwana racho vanhu vakauyazve kwaari vachiti, “Changamire, hatingakuvanzirei kuti mari yedu yose yapera. Matanga edu ose ezvipfuwo ava enyu changamire. Hatichisina chokutenga nacho isu, chasara kwatiri miviri yedu neminda yedu.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Genesi 47:18

Follow us:

Advertisements

Advertisements