Genesi 47:12 - Shona BIBLE12 Josefa akachengeta baba vake, navana vababa vake, navose veimba yababa vake, akavapa zvokudya achiverenga navana vavowo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Josefa akaceŋgeta ɓaɓa ʋake, naʋana ʋaɓaɓa ʋake, naʋose ʋeimba yaɓaɓa ʋake, akaʋapa ɀokudya aciʋereŋga naʋana ʋaʋo ʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200212 Josefa akachengeta baba vake, navana vababa vake, navose veimba yababa vake, akavapa zvokudya achiverenga navana vavowo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Josefi akariritira baba vake navakoma vake navanhu vose vemba yababa vake nepwere dzavo achivapa zvokudya zvaikwanirana nemhuri imwe neimwe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona12 Josefi akariritira baba vake navakoma vake navanhu vose vemba yababa vake nepwere dzavo achivapa zvokudya zvaikwanirana nemhuri imwe neimwe. See the chapter |