Genesi 47:1 - Shona BIBLE1 Zvino Josefa akaenda, akandoudza Farao, akati, “Baba vangu navana vababa vangu vasvika, vachibva kunyika yeKenani, vane makwai avo, nemombe dzavo, nezvose zvavainazvo; zvino, tarirai vari munyika yeGosheni.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino Josefa akaenda, akandoʋudza Farao, akati: Ƃaɓa ʋaŋgu naʋana ʋaɓaɓa ʋaŋgu ʋaȿika, ʋacibva kunyika yeKanani, ʋanamakwai aʋo, neŋombe dzaʋo, neɀose ɀaʋanaɀo; ɀino, tarirai ʋari munyika yeGosheni. See the chapterShona Bible 1949 revised 20021 Zvino Josefa akaenda, akandoudza Farao, akati, “Baba vangu navana vababa vangu vasvika, vachibva kunyika yeKenani, vane makwai avo, nemombe dzavo, nezvose zvavanazvo; zvino, tarirai vari munyika yeGosheni.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Josefi andozvisvitsa kuna Farao achiti, “Baba vangu navakoma navanun'una vangu vasvika vachibva kunyika yeKanani, vaine zvipfuwo zvavo nezvinhu zvavo zvose. Iye zvino vava kuGosheni.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona1 Josefi andozvisvitsa kuna Farao achiti, “Baba vangu navakoma navanun'una vangu vasvika vachibva kunyika yeKanani, vaine zvipfuwo zvavo nezvinhu zvavo zvose. Iye zvino vava kuGosheni.” See the chapter |