Genesi 46:8 - Shona BIBLE8 Ndiwo mazita avana VaIsiraeri vakasvika Ijipiti: Jakobho, navanakomana vake, vachiti: Rubheni, dangwe raJakobho. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ndiwo mazita aʋana ʋaIsraeri ʋakaȿika Egipita: Jakobo, naʋanakomana ʋake, ʋaiti: Rubeni, ɗaŋgwe raJakobo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Ndiwo mazita avana vaIsiraeri vakasvika Ijipiti: Jakobho, navanakomana vake, vachiti: Rubheni, dangwe raJakobho. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Haanoi mazita avana vaIsiraeri, Jakobho navanakomana vake vaakasvika navo kuIjipiti. Dangwe raJakobho ndiRubheni. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Haanoi mazita avana vaIsiraeri, Jakobho navanakomana vake vaakasvika navo kuIjipiti. Dangwe raJakobho ndiRubheni. See the chapter |