Online Bible

- Advertisements -

Genesi 46:30 - Shona BIBLE

30 Isiraeri akati kuna Josefa, “Zvino ngandichifa hangu, nokuti ndaona chiso chako, kuti uchiri mupenyu.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

30 Israeri akati kunaJosefa: Ɀino ŋgandicifa haŋgu, nokuti ndaʋona ciso cako, kuti uciri mupenyu.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

30 Isiraeri akati kuna Josefa, “Zvino ngandichifa hangu, nokuti ndaona chiso chako, kuti uchiri mupenyu.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 Isiraeri akazoti kunaJosefi, “Zvino ndingachifa zvangu nokuti ndakuona uri mupenyu!”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

30 Isiraeri akazoti kunaJosefi, “Zvino ndingachifa zvangu nokuti ndakuona uri mupenyu!”

See the chapter Copy

Genesi 46:30

Follow us:

Advertisements

Advertisements